Tsazahusiku

Muchidzidzo cheTsazahusiku- equinox.

Kubva pana March 20-21, nguva yechiedza inoenda ichireba kuhafu yekuMaodzanyemba - kutanga kwenguva yeChirimo (spring) kunzvimbo dziri kuMaodzanyemba kweMutsazanisi. Kunzvimbo dziri kuChamhembe, nguva yechiedza inenge ichiderera, kutanga kwenguva yeMatsutso (autumn) kunzvimbo idzi.

Kubva pana Sep 20-21, nguva yechiedza inoenda ichiderera kuhafu yekuMaodzanyemba - iyi inguva yemwaka we[[Matsutso] (autumn) kunzvimbo dziri ku[[Maodzanyemba kweMutsazanisi. Kunzvimbo dziri kuChamhembe, nguva yechiedza inenge ichireba, nguva yemwaka weChirimo kunzvimbo idzi.


Chivakamberi chekuti tsazahusiku chinodudza kuti zvinhu zvakataurwa kumashure kwacho zvakaenzana. Vara rokuti Tsaza- rinofanana nerokuti equi- rinoshandiswa kuEnglish pamberi pemashoko anoti: equilateral, equidistant, equiangular.

Other Languages
Ænglisc: Efenniht
العربية: اعتدال شمسي
asturianu: Equinocciu
azərbaycanca: Ekinoks
беларуская: Раўнадзенства
български: Равноденствие
বাংলা: বিষুব
brezhoneg: Kedez
bosanski: Ravnodnevnica
català: Equinocci
čeština: Rovnodennost
Cymraeg: Cyhydnos
dansk: Jævndøgn
Deutsch: Äquinoktium
Ελληνικά: Ισημερία
English: Equinox
Esperanto: Ekvinokso
español: Equinoccio
euskara: Ekinokzio
فارسی: اعتدالین
français: Équinoxe
Gaeilge: Cónocht
galego: Equinoccio
हिन्दी: विषुव
hrvatski: Ravnodnevica
Kreyòl ayisyen: Ekinòks otòn
Bahasa Indonesia: Ekuinoks
íslenska: Jafndægur
italiano: Equinozio
日本語: 分点
la .lojban.: cteduncitsi
ქართული: ბუნიაობა
한국어: 분점
kurdî: Ekînoks
Latina: Aequinoctium
Lëtzebuergesch: Equinoxe
lietuvių: Lygiadienis
latviešu: Ekvinokcija
олык марий: Кечытӧр
македонски: Рамноденица
മലയാളം: വിഷുവം
Bahasa Melayu: Ekuinoks
Nederlands: Equinox
norsk: Jevndøgn
Nouormand: Étchinosse
occitan: Equinòcci
ਪੰਜਾਬੀ: ਸਮਰਾਤ
polski: Równonoc
português: Equinócio
română: Echinocțiu
саха тыла: Күн тэҥнэһиитэ
Scots: Equinox
srpskohrvatski / српскохрватски: Ekvinocij
Simple English: Equinox
slovenčina: Rovnodennosť
slovenščina: Enakonočje
shqip: Ekuinoksi
српски / srpski: Равнодневица
Basa Sunda: Ékuinoks
svenska: Dagjämning
Kiswahili: Sikusare
తెలుగు: విషువత్తు
Tagalog: Ekinoks
Türkçe: Ekinoks
татарча/tatarça: Көн-төн тигезлеге
українська: Рівнодення
oʻzbekcha/ўзбекча: Kuzgi teng kunlik
Tiếng Việt: Điểm phân
Winaray: Ekwinoks
中文: 分點
粵語: 分日