Rutsuwa rwemagetsi

Muchidzidzo rutsuwa rwemagetsi, (insulator) rinoreva chiro chisinga rutsuwa rwemagetsi inenge iri plastic inoputira mbereki yemagetsi. Mune dzimwe nzvimbo rutsuwa rwemagetsi runokwanisa kugadzirwa nepuranga kana ceramic. Rutsuwa rwakakosha pakuderedza njodzi dzokugwinhiwa nemagetsi.

Kupiwa kwezita

Shoko reEnglish rokuti insulate rinotaura zvinoreva to make into an island. Apa kutaura kuti waya yemagetsi inenge yaitwa kunge chitsuwa, magetsi asingakwanise kubuda pairi. Saka pano panzi insulation idanwe kunzi tsuwidzo kubva pazwi rokuti chitsuwa. Pakuwanda inenge ichingonzi tsuwo.

Kurerutsa Mutauro

  • Insulating (verb) inenge yonzi kutsuwidza izvi zvichireva kuputira waya inotakura magetsi nerutsuwo.
  • Material with insulation properties inenge yonzi rutsuwo – apa kutaura zviro zvinokwanisa kushandiswa pakutsuwidza.
  • Chiro chinotakura magetsi chinonzi mbereki yemagetsi apa kureva electrical conductor.
  • Nhango yesadza yadimhurwa kubva pamukonde wesadza inonzi musuva; kuti pane kutodzana pakati pemazwi rokuti musuva nokuti chitsuwa hameno.
Waya nhatu dzemagetsi imwe neimwe ine hara yerutsuwo rwemagetsi

.

  • kuumba mazwi

Kuumba Mazwi

Zvichida tinokwanisa kushandisa izwi rokuti chirundu kuturikira insulator??.

  • Insulate toti kurundundidza.
  • Insulated toti chakarundundika kana chakarundudzwa.
  • Insulator toti chirundudzi kana chirundura.
Other Languages
العربية: عازل
azərbaycanca: İzolyator
বাংলা: অন্তরক
bosanski: Izolator
Cymraeg: Ynysydd
Ελληνικά: Μονωτής
Esperanto: Izolilo
eesti: Isolaator
فارسی: مقره
français: Isolateur
furlan: Isoladôr
hrvatski: Izolator
Kreyòl ayisyen: Izolan
magyar: Szigetelő
Bahasa Indonesia: Insulator (listrik)
Ido: Izolivo
íslenska: Einangrari
italiano: Isolatore
日本語: 絶縁体
қазақша: Оқшаулатқыш
ಕನ್ನಡ: ಅವಾಹಕ
한국어: 절연체
lietuvių: Izoliatorius
македонски: Изолатор
Bahasa Melayu: Penebat elektrik
မြန်မာဘာသာ: လျှပ်ကာ
Nederlands: Isolator
norsk nynorsk: Elektrisk isolator
português: Isolante elétrico
srpskohrvatski / српскохрватски: Električni izolator
Simple English: Insulator (electricity)
slovenščina: Električni izolator
svenska: Isolator
українська: Електроізоляція
Tiếng Việt: Chất cách điện
吴语: 绝缘体
中文: 絕緣體