Rukweza

Grain millet, early grain fill, Tifton, 7-3-02.jpg

Rukweza (Millet) idzinde rinenge huswa rinembeu dikidiki dzinodyiwa sechikafu uye dzinde iri rinoshandiswa sechikafu chezvipfuyo, nokubikiswa sadza nenjera.

Muno muAfrica rukweza rwakawandira kuNigeria, Niger, Mali, Senegal neBurkina Faso. Rukweza runorarama munzvimbo dzinopisa dzisina mvura yakawanda, runorarama makore enzara.

Mamwe maDuramazwi anoti zviyo riturikirwe kunzi grain in general, kureva mbesa dzose dzinorimirwa kuti dzigodyiwa tsanga.Picture of rukweza is wrong. Rukweza is also called rapoko and zviyo or mungoza. In Zimbabwe it is grown in Chipinge, especially Chikore, as well as parts of Murewa. The picture displayed is not correct. I concur, the shown picture is indeed not correct! That picture shows millet (mhunga) not zviyo. Zviyo is reddish and the plant is smaller!

Mhando dzerukweza

  • Gwezere (1. Eleusine indica & africana 2. High-eared var finger-millet) imhando yerukweza.
  • chiutsi (Dark-headed var finger millet) imhando yerukweza rwakasvipira.
  • chikwai (Bright-headed variety of finger millet).
  • Chikwe (variety of finger millet).
  • Chinyininya (Bright-eared variety of finger millet).
  • Mhewana; chibwe; garindi; chikwai; ndundu; mazhovore; chinyamandi; mande; chimhive; maramba. Kune zita remhuri rinonzi Nyamande.
  • Mande (black grains of millet) rukweza rune tsanga nhema.
  • Njera kana rupoko (red or brown millet).
  • Mbenana (White, early-maturing variety finger millet).
  • Chitandira (Parasite on finger millet, 2. Parasite - general name).
  • Izwi rokuti zengwe (millet) rinotaurwa kuKalanga.
Other Languages
Afrikaans: Manna (graan)
Alemannisch: Hirse
العربية: دخن
asturianu: Miyu
تۆرکجه: داری
башҡортса: Тары
Boarisch: Brein
български: Просо
བོད་ཡིག: ཁྲེ།
čeština: Jáhly
Deutsch: Hirse
Thuɔŋjäŋ: Awuɔ̈u
ދިވެހިބަސް: ކުދިބަތް
Ελληνικά: Κεχρί
English: Millet
Esperanto: Milio
español: Mijo
eesti: Hirss
euskara: Artatxiki
فارسی: ارزن
suomi: Hirssi
Nordfriisk: Hirse
Gaeilge: Muiléad
ગુજરાતી: જુવાર
עברית: דוחן
hornjoserbsce: Jahły
magyar: Köles
Bahasa Indonesia: Milet
Ido: Milieto
Kabɩyɛ: Mɩla
한국어: 서곡 (곡물)
Кыргызча: Таруу
Limburgs: Hirs
മലയാളം: മില്ലറ്റ്
Bahasa Melayu: Sekoi
नेपाल भाषा: दुसे
Nederlands: Gierst
norsk nynorsk: Hirse
norsk: Hirse
Ирон: Елцык
ਪੰਜਾਬੀ: ਬਾਜਰਾ
پښتو: ږدن
português: Milhete
русский: Пшено
سنڌي: ٻاجهر
Simple English: Millet
svenska: Hirs
Kiswahili: Ulezi
тоҷикӣ: Арзан
Türkçe: Darı
українська: Пшоно
اردو: باجرہ
Tiếng Việt:
Bân-lâm-gú: Tai-á-bí
粵語: