Mauya! Titambire kuWikipediya!
Zimbabwe Outline.svg

Musha uno ndewedu vatauri veChivanhu, mutauro weChiShona, muno muWikipedhiya.

Wikipedhiya chinyogwa chemudandira chinounganidzwa ungwaru, ruzivo nohunyanzvi hwezvikamu zvese zveraramo remarudzi osezvayo erino pasi. Zvakanaka zvakadzama kwazvo kuti gapu rese iri reungwaru, ruzivo nohunyanzvi rive rinonyogwa mururimi gwaamai. Basa iri ngatiritange nhasi tigorisiirawo vana vedu navana vawoo, zvichingoenda, zienda nokuenda.

Mutauro wedu isu vanhu hauna kugara uchinzi ChiShona kwete. Muchena akanga achinzi Clement Doke ndiye akatanga kushandisa izwi rekuti ChiShona mugore ra1931. Mutauro wedu unonzi ChiVanhu.

Parizvino, muno muWikipedhiya mune zvinyogwa zvinoita 3,793 zvakanyogwa mururimi gweChiShona. Munokokwa mese, ani naani zvake, kuti muwedzere zvinyogwa izvi. Vanyori, vadzidzisi nevadzidzi veChiShona muzvikoro zvikuru zvedzidzo munokokwa kuti mutitungamirire pabasa iri. Tinodaidza kunyanya zvikuru sei avo vadzidzi nevadzidzisi vari muboka rezvidzidzo zveChiShona paYunivhesiti yeZimbabwe uyewo avo vese vakapedza zvidzidzo zveChiShona pachikoro chikuru ichi.

Kana muchida kuziva zvakawanda nezveWikipediya endai panzvimbo yemuwww.wikipedia.org

Tsvakai muwedzere ruzivo gwenyu nezve Kuisa zvinyogwa zvemumwe mutauro wegumwe rudzi muWikipedhiya

Zvinowanikwa Mudemhe Rino

Mudenhe rino mune ruzivo rwakawanda nemashoko akawanda. Zvinotevera izvi muenzaniso wezvimwe zvinowanikwa pano paWikipidhiya. Vanhu vese vanemukanwa wekusvika pano vanokumbirwa kubatsira mukunyora uyewo mukukwenenzvera kuti zvinyorwa zvese zvinowanikwa pano zvive zvakanaka kwazvo uye zvichimirira chokwadi yemamiriro ezvinhu pasirino.

Kunze kwemagwaro anyogwa pamusoro apa, Wikipedyiya rino rinemamwi magwaro mazhinji ari pamusoro penyaya dziri mumhando dzakasiyana nedzanyogwa pamusoro apo.

Verengai chinyogwa chemuno muWikipeidhiya chomuenzaniso.

Nehanda Nyakasikana

Aah! Nehanda Nyakasikana!
Kunozove riniko,
Isu VaNyai tichitambudzika;
Mweya Unoera!
Kunozove riniko,
Isu VaNyai tichidzvinyirirwa?
Ko, inga taneta wani nokunwa misodzi;
Ko, toshirira kudzamara kuve riniko?
Ko, inga panguva yechando miti inozvizorodza,
Inokuhumuka mashizha yombowana rudekaro,
Kwozoti nokuchena kwokunze yodombera;
Mashizha yovawo nenhenhere inoyevedza;
Shiri nemhuka nenyuchi dzokwezvwa nehwema,
Ko, isu rugare ruchatisvika riniko?
Vana vacheche vatinobereka,
vawakatipa Iwe Samasimba,
vanova ndivo vadyi venhaka dzedu,
nhasi vokura vakasunzumara munyika yavo,
Voshaya nzvimbo dzokurarama nokuzvidekadza?
Apa nepapo pazere rufuse,
Makumbo avo ane matuzu nokupfuviswa neriri pfumojena.
Ko, vosvikepiko?
Mudzimba dzose nomumisha yose vari kutandwa pamwe nokurohwa;
Munzvimbo dzose nomumatare mose avanotongerwa, vari kungourayiwa senhunzi,
Pasina chikonzero, pasina mhosva
Pfuma yenyika nhasi yakatorwa vakagovana paukama hwavo vepfumojena.
Nhasi vari kudya mafuta ayo nyika
Isu tichidya nhoko dzezvironda
Nhasi vari kudya, vakora sehochi
Isu toondoroka sembwa ine gwembe
Nhasi vagere murusununguko
lsu todzipwa huro nemajoto
Rusununguko, Nehanda, ndorupi?
Hamungaburukirewo kwatiri here?
Harahwa dzedu dzobatwa sepwere
Munyika yawavapa, musiki mugoni!
Havasisina rukudzo panyika.
Havasisina chavanacho
Dambudziko guru ndiro ravawira
Baba mutsvene!
Gomo rine ngoni!
Hamungotinzwawo kuchema kwedu here?
Tine chitadzo chakakura sei
Chokubva matiramwa zvakadai?
Nehanda Nyakasikana!
Kunozova riniko?
Isu VaNyai tichidzvinyirirwa
Neriri pfumojena rasvika munyika.

~ Nhetembo iyi yakatogwa kubva mubhuku rinonzi, Feso, rakanyogwa naVaSolomon Mutswairo (mugore ra1956).


Kunowanikwa Ruzivo neZvigadzigwa Zvemutauro weChiShona



Other African-language Wikipedias that are not among large ones

Afrikaans ·Akan ·አማርኛ ·Bamanankan ·Chi-Chewa ·chiTumbuka ·Ɛʋɛ ·Fulfude ·Gĩkũyũ ·هَوُسَ ·Igbo ·isiXhosa ·isiZulu ·Kanuri ·Kinyarwanda ·Kirundi ·Kiswahili ·Kongo ·Lingala ·Luganda ·Malagasy ·Oromoo ·Sängö ·seSotho ·Setswana ·SiSwati ·Soomaaliga ·ትግርኛ ·Tshivenda ·Twi ·Wolof ·Xitsonga ·Yorùbá ·(For other large Wikipedias, look into the side-bar.)


Other Languages
Acèh: Ôn Keuë
Afrikaans: Tuisblad
Alemannisch: Wikipedia:Houptsyte
አማርኛ: ዋናው ገጽ
aragonés: Portalada
Ænglisc: Hēafodtramet
অসমীয়া: বেটুপাত
asturianu: Portada
Atikamekw: Otitikowin
Aymar aru: Nayriri uñstawi
azərbaycanca: Ana Səhifə
تۆرکجه: آنا صفحه
башҡортса: Баш бит
Boarisch: Hoamseitn
žemaitėška: Pėrms poslapis
Bikol Central: Panginot na Pahina
беларуская: Галоўная старонка
беларуская (тарашкевіца)‎: Галоўная старонка
भोजपुरी: मुख्य पन्ना
Bislama: Nambawan Pej
Bahasa Banjar: Tungkaran Tatambaian
bamanankan: Nyɛ fɔlɔ
བོད་ཡིག: Wikipedia:གཙོ་ངོས།
বিষ্ণুপ্রিয়া মণিপুরী: পয়লা পাতা
brezhoneg: Degemer
bosanski: Početna strana
ᨅᨔ ᨕᨘᨁᨗ: Mappadecéŋ
català: Portada
Chavacano de Zamboanga: El Primero Pagina
Mìng-dĕ̤ng-ngṳ̄: Tàu Hiĕk
нохчийн: Коьрта агӀо
Cebuano: Unang Panid
Chamoru: Fanhaluman
Choctaw: Main Page
Tsetsêhestâhese: Va'ohtama
کوردی: دەستپێک
Nēhiyawēwin / ᓀᐦᐃᔭᐍᐏᐣ: ᓃᔥᑕᒻᐹᔅᑌᒋᓂᑲᓐ
qırımtatarca: Baş Saife
čeština: Hlavní strana
kaszëbsczi: Przédnô starna
словѣньскъ / ⰔⰎⰑⰂⰡⰐⰠⰔⰍⰟ: Главьна страница
Чӑвашла: Тĕп страница
Cymraeg: Hafan
dansk: Forside
Zazaki: Pela Seri
dolnoserbski: Głowny bok
ދިވެހިބަސް: މައި ޞަފްޙާ
ཇོང་ཁ: མ་ཤོག།
eʋegbe: Axa do Ŋgɔ
Ελληνικά: Πύλη:Κύρια
emiliàn e rumagnòl: PP
English: Main Page
eesti: Esileht
euskara: Azala
estremeñu: Página prencipal
Võro: Pääleht
Na Vosa Vakaviti: Tabana levu
føroyskt: Forsíða
Nordfriisk: Wikipedia:Hoodsid
Frysk: Haadside
Gagauz: Baş yaprak
贛語: 封面
galego: Portada
گیلکی: گتˇ ولگ
Avañe'ẽ: Ape
गोंयची कोंकणी / Gõychi Konknni: मुखेल पान
Bahasa Hulontalo: Halaman Bungaliyo
ગુજરાતી: મુખપૃષ્ઠ
客家語/Hak-kâ-ngî: Thèu-Ya̍p
Hawaiʻi: Ka papa kinohi
עברית: עמוד ראשי
हिन्दी: मुखपृष्ठ
Fiji Hindi: Pahila Panna
hrvatski: Glavna stranica
hornjoserbsce: Hłowna strona
Kreyòl ayisyen: Paj Prensipal
magyar: Kezdőlap
Հայերեն: Գլխավոր էջ
Otsiherero: Main Page
interlingua: Pagina principal
Bahasa Indonesia: Halaman Utama
Interlingue: Principal págine
Ilokano: Umuna a Panid
íslenska: Forsíða
ᐃᓄᒃᑎᑐᑦ/inuktitut: ᐊᒥᖅ
Patois: Mien Piej
la .lojban.: uikipedi'as:ralju
Basa Jawa: Tepas
Qaraqalpaqsha: Bas bet
Taqbaylit: Asebtar amenzu
Kabɩyɛ: Talɩ ɖeu
Gĩkũyũ: Main Page
қазақша: Басты бет
kalaallisut: Saqqaa
ភាសាខ្មែរ: ទំព័រដើម
ಕನ್ನಡ: ಮುಖ್ಯ ಪುಟ
Kanuri: Main Page
къарачай-малкъар: Баш бет
कॉशुर / کٲشُر: اہم صَفہٕ
Ripoarisch: Wikipedia:Houpsigk
kurdî: Destpêk
kernowek: Folen dre
Кыргызча: Башбарак
Lëtzebuergesch: Haaptsäit
Lingua Franca Nova: Paje xef
Limburgs: Veurblaad
لۊری شومالی: سرآسۊنٱ
latgaļu: Suoku puslopa
latviešu: Sākumlapa
Basa Banyumasan: Kaca Utama
мокшень: Пря лопа
олык марий: Тӱҥ лаштык
Māori: Hau Kāinga
Baso Minangkabau: Laman Utamo
македонски: Главна страница
മലയാളം: പ്രധാന താൾ
монгол: Нүүр хуудас
मराठी: मुखपृष्ठ
кырык мары: Тӹнг ӹлӹштӓш
Bahasa Melayu: Laman Utama
မြန်မာဘာသာ: ဗဟိုစာမျက်နှာ
эрзянь: Прявтлопа
مازِرونی: گت صفحه
Dorerin Naoero: Bwiema peij
Nāhuatl: Calīxatl
Napulitano: Paggena prencepale
Plattdüütsch: Wikipedia:Hööftsiet
Nedersaksies: Vöärblad
नेपाल भाषा: मू पौ
Nederlands: Hoofdpagina
norsk nynorsk: Hovudside
Novial: Chefi pagine
Nouormand: Page dé garde
Sesotho sa Leboa: Letlakala la pele
Diné bizaad: Íiyisíí Naaltsoos
Chi-Chewa: Tsamba Lalikulu
occitan: Acuèlh
Livvinkarjala: Piäsivu
Oromoo: Fuula Dura
ਪੰਜਾਬੀ: ਮੁੱਖ ਸਫ਼ਾ
Pangasinan: Arapan ya Bolong
Kapampangan: Pun Bulung
Papiamentu: Página Prinsipal
Picard: Accueul
Deitsch: Haaptblatt
Norfuk / Pitkern: Mien Paij
Piemontèis: Intrada
پنجابی: پہلا صفہ
Ποντιακά: Αρχικόν σελίδα
پښتو: لومړی مخ
Runa Simi: Qhapaq p'anqa
Kirundi: Main Page
armãneashti: Prota frãndzã
tarandíne: Pagene Prengepále
русиньскый: Головна сторінка
Kinyarwanda: Intangiriro
संस्कृतम्: मुख्यपृष्ठम्
саха тыла: Сүрүн сирэй
ᱥᱟᱱᱛᱟᱲᱤ: ᱢᱩᱬᱩᱛ ᱥᱟᱦᱴᱟ
Scots: Main Page
سنڌي: مُک صفحو
davvisámegiella: Portála:Ovdasiidu
Sängö: Gä nzönî
srpskohrvatski / српскохрватски: Glavna stranica
Simple English: Main Page
slovenčina: Hlavná stránka
slovenščina: Glavna stran
Gagana Samoa: Itūlau Muamua
Soomaaliga: Bogga Hore
српски / srpski: Главна страна
Sranantongo: Fesipapira
Seeltersk: Haudsiede
Basa Sunda: Tepas
Kiswahili: Mwanzo
ślůnski: Przodńo zajta
తెలుగు: మొదటి పేజీ
ትግርኛ: መበገሲ ገጽ
Türkmençe: Baş Sahypa
Tagalog: Unang Pahina
Setswana: Main Page
lea faka-Tonga: Peesi tali fiefia
Tok Pisin: Fran pes
Türkçe: Anasayfa
Xitsonga: Tlukankulu
татарча/tatarça: Баш бит
chiTumbuka: Main Page
reo tahiti: Fa’ari’ira’a
тыва дыл: Кол арын
удмурт: Кутскон бам
ئۇيغۇرچە / Uyghurche: ئۇيغۇرچە ۋىكىپىدىيە
українська: Головна сторінка
اردو: صفحۂ اول
oʻzbekcha/ўзбекча: Bosh Sahifa
Tshivenda: Hayani
vepsän kel’: Pälehtpol’
Tiếng Việt: Trang Chính
West-Vlams: Voorblad
Volapük: Cifapad
吴语: 封面
хальмг: Нүр халх
მარგალური: დუდხასჷლა
ייִדיש: הויפט זייט
Vahcuengh: Yiebdaeuz
Zeêuws: Vòblad
Bân-lâm-gú: Thâu-ia̍h
粵語: 頭版