Nyere (Dzezvipenyu)

Anthracologie-exemple.jpg

Nhengo dzose dzezvinhu zvinorarama dzakaumbwa nenyere (cells) dzinova ndidzo zvikamu zvidukusa zvinokwanisa kuita mabasa anoraramisa zvinhu zvipenyu. Kune marudzi akawanda enyere ane mabasa akasiyana uye zvimiro zvakasiyana.

Nyere dzinonyanya kutaurwa i nyerehadzi ne nyererume dze mhuka kana madzinde. Mudzimai paanobata pamuviri nyererume inowanikwa mu huronyo inenge yabatana ne nyerekadzi inosvinwa kubva kumunhukadzi kamwe pamwedzi. Panonyengana nyere mbiri idzi ndipo panovamba hupenyu hwemunhu mu chibereko chemunhukadzi. Mururimi rweChiShona chipenyu chinoumbwa panobatana nyere mbiri idzi tichati chinonzi chipandamwana zygote.


Shoko rokuti Nyere rinowanikwa panotaurwa chizinga chinorongerwa huchi ne nyuchi - cell of a honeycomb. Chizinga chehuchi chine nyere dzine chiumbiko chakaita gonyanhanhatu (hexagon). Kuumbwa kwakaitwa chizinga nekubatana kwenyere dziri pachiri kunoda kufanana nekuumbwa kwakaitwa nhengo dzemuviri dzichibatanidza nyere dzakatsaukana.

Mamwe Mazwi

  • Tsatsimuvara (Chromosomes). Izwi iri rakaumbwa nezvikamu zviviri zvinoti tsatsi uye muvara. Izwi rokuti tsatsi (small buch) rinoreva katsumbu kadiki kakadai semaruva. Izwi rokuti muvara (dye, colour) rinoreva rudzi rweruvara. Nyanzvi dze Hurapi dzinoshandisa mukando (dye) wemhando dzakasiyana kuti dzikwanise kutsauranisa nhengo dzemuviri nechinangwa chokuziva nhengo dzine hutano nedzisina. Zvakaonekwa kuti tsatsimuvara dzinokasira kugashira nokunwira mhando dzemikando inoshandiswa kuLaboratory - ndiko kusaka zita iri rakapiwa. Izwi rokuti Chromosome rakaumwa nezvikamu zviviri zvinoti: chroma (kureva colour) uye soma (kureva body) - tabatanidza zvodudza coloured body.
  • Matumbwa (genes) iri shoko riri kushandiswa kufanoturikira chinonzi genes ku English. Mbara inhengo dzinowanikwa pashomwe yenyere, dziri idzo dzinotakura kana kupirikira nhaka yemuropa raBaba naAmai vemunhu.


Spermatozoa-human-3140x.jpg
Other Languages
Afrikaans: Sel
Alemannisch: Zelle (Biologie)
አማርኛ: ህዋስ
aragonés: Celula
Ænglisc: Līfclēofa
العربية: خلية
مصرى: خليه
অসমীয়া: কোষ
asturianu: Célula
azərbaycanca: Hüceyrə
تۆرکجه: سلول
башҡортса: Күҙәнәк
žemaitėška: Lāstelė
беларуская: Клетка
беларуская (тарашкевіца)‎: Вуза
български: Клетка
brezhoneg: Kellig
буряад: Эс
català: Cèl·lula
Mìng-dĕ̤ng-ngṳ̄: Sá̤-bàu
کوردی: خانە
čeština: Buňka
Cymraeg: Cell (bioleg)
Ελληνικά: Κύτταρο
Esperanto: Ĉelo (biologio)
español: Célula
eesti: Rakk
euskara: Zelula
estremeñu: Célula
فارسی: یاخته
suomi: Solu
føroyskt: Kykna
Nordfriisk: Sel
galego: Célula
Avañe'ẽ: Tekoveapỹi
Gaelg: Killag
客家語/Hak-kâ-ngî: Se-pâu
עברית: תא
हिन्दी: कोशिका
Fiji Hindi: Cell
hrvatski: Stanica
Kreyòl ayisyen: Selil
magyar: Sejt
Հայերեն: Բջիջ
interlingua: Cellula (biologia)
Bahasa Indonesia: Sel (biologi)
Ido: Celulo
íslenska: Fruma
italiano: Cellula
日本語: 細胞
la .lojban.: ji'esle
Basa Jawa: Sèl (biologi)
ქართული: უჯრედი
Адыгэбзэ: Уэтэ
қазақша: Жасуша
ಕನ್ನಡ: ಜೀವಕೋಶ
한국어: 세포
Kurdî: Xane
Кыргызча: Клетка
Latina: Cellula
Lëtzebuergesch: Zell (Biologie)
лезги: Клетка
Limburgs: Cel (biologie)
lumbaart: Cellula
lietuvių: Ląstelė
latviešu: Šūna
Malagasy: Sela
олык марий: Илпарчак
македонски: Клетка
മലയാളം: കോശം
монгол: Эс
मराठी: पेशी
Bahasa Melayu: Sel (biologi)
မြန်မာဘာသာ: ကလာပ်စည်း
Nāhuatl: Achyolli
Plattdüütsch: Zell (Biologie)
नेपाल भाषा: कोष
Nederlands: Cel (biologie)
norsk nynorsk: Celle
norsk: Celle
Nouormand: Aître
ਪੰਜਾਬੀ: ਕੋਸ਼ਾਣੂ
Kapampangan: Cell
polski: Komórka
پنجابی: ولگن
پښتو: ژونکه
português: Célula
Runa Simi: Kawsaykuq
armãneashti: Celulâ (biologie)
русский: Клетка
русиньскый: Бунка (біолоґія)
саха тыла: Саанык
sicilianu: Cèllula
davvisámegiella: Sealla
srpskohrvatski / српскохрватски: Ćelija (biologija)
සිංහල: සෛල
Simple English: Cell
slovenčina: Bunka
slovenščina: Celica
Soomaaliga: Unug
shqip: Qeliza
српски / srpski: Ћелија (биологија)
Basa Sunda: Sél (biologi)
svenska: Cell
Kiswahili: Seli
தமிழ்: உயிரணு
తెలుగు: జీవకణం
тоҷикӣ: Ҳуҷайра
Türkmençe: Öýjük
Tagalog: Selula
Türkçe: Hücre
татарча/tatarça: Күзәнәк
українська: Клітина
اردو: خلیہ
oʻzbekcha/ўзбекча: Hujayra
vèneto: Sèłuła
Tiếng Việt: Tế bào
walon: Celure
Winaray: Selulá
吴语: 細胞
isiXhosa: I-cell
მარგალური: თოლი
ייִדיש: צעל
Yorùbá: Àhámọ́
Vahcuengh: Sibau
中文: 细胞
文言: 細胞
Bân-lâm-gú: Sè-pau
粵語: 細胞